Ezra 8:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakati paʋanakomana ʋaJoabi, Obadia mŋanakomana waJehieri; ʋuye pamŋe cete naye ʋarume ʋanamazana maʋiri negumi naʋasere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuzvizvarwa zvaJoabhu, Obhadhia mwanakomana waJehieri, uye pamwe chete naye varume mazana maviri negumi navasere;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vokwaJoabhu: ndiObhadhiya mwanakomana waJehieri namazana maviri evarume navarume gumi navasere
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakati pavanakomana vaJoabhi, Obhadhiya mwanakomana waJehieri; uye pamwechete naye varume vana mazana maviri negumi navasere.
Shona 2009?
Pakati pavanakomana vaJoabhi, Obhadhiya mwanakomana waJehieri; uye pamwechete naye varume vana mazana maviri negumi navasere.
Shona SUB 2002 Bible
Pakati pavanakomana vaJoabhu, Obhadhiya mwanakomana waJehieri; uye pamwechete naye varume vana mazana maviri negumi navasere.