Ezra 9:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova, Mŋari waIsraeri, imi makarurama; nokuti tasiyirwa ʋamŋe ʋakapukunyuka, seɀaɀakaita nhasi; tarirai tiri pamberi penyu nemhoȿa dzeɗu, nokuti hakuna‐uŋgamira pamberi penyu nokuɗa kwecinhu ici.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi Jehovha, Mwari waIsraeri, makarurama! Tasara nhasi isu sevakasara. Zvino tiri pano pamberi penyu nemhosva yedu, kunyange pasina kana mumwe chete wedu angamira pamberi penyu nokuda kwechivi ichi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi Tenzi, Mwari weIsiraeri, imi makarurama nokuti takatosiyirwawo chitsama chevanhu vakasara chakatopunyuka sezvazviri nhasi. Hezvika takadai kuva pamuri kunyange pasina angagone kumira pamuri tiine mhosva pamusana paizvozvi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha, Mwari waIsiraeri, imi makarurama; nokuti tasiyirwa vamwe vakapukunyuka, sezvazvakaita nhasi; tarirai tiri pamberi penyu nemhosva dzedu, nokuti hakuna angamira pamberi penyu noda kwechinhu ichi.”
Shona 2009?
Jehovha, Mwari waIsiraeri, imwi makarurama; nokuti tasiyirwa vamwe vakapukunyuka, sezvazvakaita nhasi; tarirai tiri pamberi penyu nemhosva dzedu, nokuti hakuna angamira pamberi penyu nokuda kwechinhu ichi."
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha, Mwari waIsiraeri, imi makarurama; nokuti tasiyirwa vamwe vakapukunyuka, sezvazvakaita nhasi; tarirai tiri pamberi penyu nemhosva dzedu, nokuti hakuna angamira pamberi penyu nokuda kwechinhu ichi.”