Ezra 9:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋakatora ʋakunda ʋaʋo ʋaʋe ʋakadzi ʋaʋo naʋaʋanakomana ʋaʋo; naiɀoɀo rudzi rutȿene rwakaɀiveŋganisa naʋanhu ʋenyika; ɀirokwaɀo maʋoko amacinda naʋaɓati ndiwo akanyanya pakuɗarika uku.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakatora vanasikana vavo vakavapa kuti vave vakadzi vavo uye nevevanakomana vavo, uye vakasanganisa rudzi rutsvene navanhu vakavapoteredza. Uye vatungamiri namakurukota ndivo vakatanga pakusatendeka uku.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti vakatora zvavo vakadzi pane vamwe vevanasikana vavo vavanhu ava vakatoroorerawo vanakomana vavo, zvokuti rudzi rutsvene urwu rwangova mvenge-mvenge nevechirudzi. Panyaya yokurega kuva pachokwadi iyika, makurukota acho nevakuru vakuru vacho chaivo ndovakanga vava nhungamiri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vakatora vakunda vavo vave vakadzi vavo navavanakomana vavo; naizvozvo rudzi rutsvene rwakazvivenganisa navanhu venyika; zvirokwazvo maoko amachinda navabati ndiwo akanyanya pakudarika uku.”
Shona 2009?
Nokuti vakatora vakunda vavo vave vakadzi vavo navavanakomana vavo; naizvozvo rudzi rutsvene rwakazvivenganisa navanhu venyika; zvirokwazvo maoko amachinda navabati ndiwo akanyanya pakudarika uku."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vakatora vakunda vavo vave vakadzi vavo navavanakomana vavo; naizvozvo rudzi rutsvene rwakazvivenganisa navanhu venyika; zvirokwazvo maoko amachinda navabati ndiwo akanyanya pakudarika uku.”