Ezra 9:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ini ndakati ndiciɀinzwa, ndikabvarura ŋguʋo yaŋgu nejasi raŋgu, ndikataʋura vudzi romusoro waŋgu nendebvu dzaŋgu, ndikagara pasi ndakakanuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino ndakati ndichinzwa izvi, ndakabvarura nguo yangu nejasi rangu, ndikadzura bvudzi kubva mumusoro mangu nendebvu dzangu uye ndikagara pasi ndashungurudzika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pandakazvinzwa ndakabvarura neshungu hembe yangu negemenzi rangu ndikazvigera ndebvu nevhudzi rangu mumusoro ndikati pasi go ndadumbirwa nazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ini ndakati ndichizvinzwa, ndikabvarura nguo yangu nejasi rangu, ndikataura vhudzi romusoro wangu nendebvu dzangu, ndikagara pasi ndakakanuka.
Shona 2009?
Zvino ini ndakati ndichizvinzwa, ndikabvarura nguvo yangu nejasi rangu, ndikataura vhudzi romusoro wangu nendebvu dzangu, ndikagara pasi ndakakanuka.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ini ndakati ndichizvinzwa, ndikabvarura nguo yangu nejasi rangu, ndikataura vhudzi romusoro wangu nendebvu dzangu, ndikagara pasi ndakakanuka.