Ezra 9:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino paŋguʋa yecipiriso camaɗekwana ndikasimuka pakuɀininipisa kwaŋgu, ndicineŋguʋo yaŋgu nejasi raŋgu ɀakabvaruka; ndikawira pasi namabvi aŋgu, ndikatambanudzira maʋoko aŋgu kunaJehova Mŋari waŋgu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino, panguva yechibayiro chamadekwana, ndakasimuka kubva pakuzvininipisa kwangu, nenguo nejasi rangu zvakabvaruka, uye ndikawira pasi namabvi angu ndikatambanudzira maoko angu kuna Jehovha Mwari wangu
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panguva yechibayiro chemanheru ndakasimuka kubva pandaitsanya nehanzu dzangu nejasi rangu zvakabvaruka. Ndakapfugama ndikasumudza maoko angu kuna Tenzi, Mwari wangu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino panguva yechipiriso chamadekwana ndikasimuka pakuzvininipisa kwangu, ndichine nguo yangu nejasi rangu zvakabvaruka; ndikawira pasi namabvi angu, ndikatambanudzira maoko angu kuna Jehovha Mwari wangu;
Shona 2009?
Zvino panguva yechipiriso chamadekwana ndikasimuka pakuzvininipisa kwangu, ndichine nguvo yangu nejasi rangu zvakabvaruka; ndikawira pasi namabvi angu, ndikatambanudzira maoko angu kuna Jehovha Mwari wangu;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino panguva yechipiriso chamadekwana ndikasimuka pakuzvininipisa kwangu, ndichine nguo yangu nejasi rangu zvakabvaruka; ndikawira pasi namabvi angu, ndikatambanudzira maoko angu kuna Jehovha Mwari wangu;