Galatians 1:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndinokuziʋisai, hama dzaŋgu, kuti Evaŋgeri yakaparidzwa neni, haina‐kuita seyaʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoda kuti muzive, hama, kuti vhangeri randakaparidza harisi chimwe chinhu chakangomuka mumunhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti ndingade kuti muzive hama dzangu kuti Shoko Rakanaka rakaparidzwa neni harisi Shoko ravanhu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndinokuzivisai, hama dzangu, kuti Vhangeri yakaparidzwa neni, haina kuita seyavanhu.
Shona 2009?
Nokuti ndinokuzivisai, hama dzangu, kuti evhangeri yakaparidzwa neni, haina kuita seyavanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndinokuzivisai, hama dzangu, kuti Vhangeri yakaparidzwa neni, haina kuita seyavanhu.