Galatians 1:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti makanzwa ɀomufambire waŋgu kare pakunamata kwaʋaJuda, kuti ndaitambudza kereke yaMŋari ɀikuru kwaɀo, ndikaiparadza;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti makanzwa zvamararamiro angu akare muchiJudha, kuti ndakatambudza zvikuru sei kereke yaMwari uye ndikaedza kuiparadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga makanzwa wani nezvoupenyu hwangu hwakare muchiJudha, kutambudza zvakaipisisa kwandaiita sangano raMwari ndichiedza kuriparadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti makanzwa zvomufambiro wangu kare pakunamata kwavaJudha, kuti ndaitambudza sangano yaMwari zvikuru kwazvo, ndikaiparadza;
Shona 2009?
Nokuti makanzwa zvomufambire wangu kare pakunamata kwavaJudha, kuti ndaitambudza kereke yaMwari zvikuru kwazvo, ndikaiparadza;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti makanzwa zvomufambiro wangu kare pakunamata kwavaJudha, kuti ndaitambudza sangano yaMwari zvikuru kwazvo, ndikaiparadza;