Galatians 1:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mŋari, iye wakandisanaŋgura kubva paɗumbu ramai ʋaŋgu, akandiɗana nenyasha dzake, wakati afadzwa naɀo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Mwari akanditsaura kubva pakuzvarwa kwangu uye akandidana nenyasha dzake, uye akafadzwa nazvo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino iye zvaakanga andisarudza ndisati ndaberekwa akandidaidza nenyasha dzake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mwari, iye akanditsanangura kubva padumbu ramai vangu, akandidana nenyasha dzake, akati afadzwa nazvo,
Shona 2009?
Zvino Mwari, akati afadzwa nazvo, iye wakandisanangura kubva padumbu ramai vangu, akandidana nenyasha dzake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mwari, iye akanditsanangura kubva padumbu ramai vangu, akandidana nenyasha dzake, akati afadzwa nazvo,