Galatians 1:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti aratidze Mŋanakomana wake mandiri, ndimuparidze pakati paʋahedeni, pakarepo handina‐kuraŋgana nenyama neropa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti aratidze Mwanakomana wake mandiri kuti ndimuparidze pakati pavaHedheni, handina kutongobvunza munhu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akafara kuratidza Mwanakomana wake kwandiri kuti ndimuparidze kune vechirudzi, handina kumbobvunza munhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti aratidze Mwanakomana wake mandiri, ndimuparidze pakati pavahedheni, pakarepo; handina kurangana nenyama neropa;
Shona 2009?
kuti aratidze Mwanakomana wake mandiri, ndimuparidze pakati pavahedheni, pakarepo handina kurangana nenyama neropa.
Shona SUB 2002 Bible
kuti aratidze Mwanakomana wake mandiri, ndimuparidze pakati pavahedheni, pakarepo; handina kurangana nenyama neropa;