Galatians 1:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo, makore matatu akati apfuʋura, ndikakwira Jerusarema kundoʋona Kefasi, ndikagara naye mazuʋa anegumi namashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo shure kwamakore matatu, ndakakwira kuJerusarema kuti ndinozivana naPetro uye ndikandogara naye kwamazuva gumi namashanu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure memakore matatu ndakakwira kuJerusaremu kundoshanyira Kefasi ndikagara naye kwamazuva gumi namashanu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo, makore matatu akati apfuura, ndikakwira Jerusaremu kundoona Kefasi, ndikagara naye mazuva ane gumi namashanu.
Shona 2009?
Ipapo, makore matatu akati apfuvura, ndikakwira Jerusarema kundovona Kefasi, ndikagara naye mazuva anegumi namashanu.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo, makore matatu akati apfuura, ndikakwira Jerusaremu kundoona Kefasi, ndikagara naye mazuva ane gumi namashanu.