Galatians 1:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi handina‐kuʋona mumŋe waʋaapostora, asi Jakobo ɓedzi, munuŋuna waShe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handina kuona vamwe vavapostori, kunze kwaJakobho munun'una waShe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handina kuona vamwe vapositori kusiya Jemusi mukomanomunun'una naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi handina kuona mumwe wavapostori, asi Jakobho bedzi, munun'una waIshe.
Shona 2009?
Asi handina kuvona mumwe wavapositora, asi Jakobho bedzi, munun'una waShe.
Shona SUB 2002 Bible
Asi handina kuona mumwe wavapostori, asi Jakobho bedzi, munun'una waIshe.