Galatians 1:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nehama dzose dziri kwandiri, kukereke dzeGaratia:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nehama dzose dzineni, Kukereke dziri muGaratia:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndinokunyorerai pamwechete nehama dzandinadzo kuno imi masangano okuGaratia ndichiti:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nehama dzose dziri kwandiri, kusangano reGaratiya.
Shona 2009?
nehama dzose dziri kwandiri, kukereke dzeGaratia:
Shona SUB 2002 Bible
nehama dzose dziri kwandiri, kusangano reGaratia.