Galatians 1:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iɀi ɀandinokunyorerai, tarirai, pamberi paMŋari handireʋi nhema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinotaura chokwadi pamberi paMwari kuti zvandinokunyorerai izvi hadzisi nhema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
NaMwari chaiye, zvandiri kukunyorerai handisi kunyepa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Izvi zvandinokunyorerai, tarirai, pamberi paMwari, handirevi nhema.
Shona 2009?
Izvi zvandinokunyorerai, tarirai, pamberi paMwari handirevi nhema.
Shona SUB 2002 Bible
Izvi zvandinokunyorerai, tarirai, pamberi paMwari, handirevi nhema.