Galatians 1:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndakaȿika kunyika dzeSiria neKirikia.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pashure ndakaenda kuSiria nokuSirisia.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakazoendawo kumatunhu eSiria neekuKirikia.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndakasvika kunyika dzeSiria neKirikia.
Shona 2009?
Ipapo ndakasvika kunyika dzeSiria neKirikia.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndakasvika kunyika dzeSiria neSirisia.