Galatians 1:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi ʋakaŋga ʋanzwa ɓedzi, kuti uya, waititambudza kare, ɀino woparidza kutenda kwaaiparadza kare;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakangonzwa zvakaziviswa bedzi zvokuti, “Munhu uya aititambudza kare ava kuparidza zvino kutenda kuya kwaakanga achiedza kuparadza.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaingonzwa zvichinzi uya aimbotitambudza avakuparidza chitendero chaaimboda kuparadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi vakanga vanzwa bedzi, kuti “Uya, waititambudza kare, zvino ava kuparidza kutenda kwaaiparadza kare;”
Shona 2009?
asi vakanga vanzwa bedzi, kuti uya, waititambudza kare, zvino woparidza kutenda kwaaiparadza kare;
Shona SUB 2002 Bible
asi vakanga vanzwa bedzi, kuti “Uya, waititambudza kare, zvino ava kuparidza kutenda kwaaiparadza kare;”