Galatians 1:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakarumbidza Mŋari mandiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye vakarumbidza Mwari nokuda kwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakarumbidza Mwari nokuda kwangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakarumbidza Mwari nokuda kwangu.
Shona 2009?
vakarumbidza Mwari mandiri.
Shona SUB 2002 Bible
vakarumbidza Mwari nokuda kwangu.