Galatians 1:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
wakaɀipa nokuɗa kweɀiʋi ɀeɗu, kuti atisunuŋgure kunyika yakaipa yaɀino, nokuɗa kwaMŋari, Ƃaɓa ʋeɗu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akazvipa nokuda kwezvivi zvedu kuti atisunungure kubva munyika yakaipa yazvino, maererano nokuda kwaMwari Baba vedu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiye akazvipa pamusana pezvitadzo zvedu kuti atinunure kunyika youipi iripo iye zvino maererano nezvaidiwa naMwari naBaba vedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akazvipa nokuda kwezvivi zvedu, kuti atisunungure kunyika yakaipa yazvino, nokuda kwaMwari, Baba vedu;
Shona 2009?
wakazvipa nokuda kwezvivi zvedu, kuti atisunungure kunyika yakaipa yazvino, nokuda kwaMwari, Baba vedu;
Shona SUB 2002 Bible
akazvipa nokuda kwezvivi zvedu, kuti atisunungure kunyika yakaipa yazvino, nokuda kwaMwari, Baba vedu;