Galatians 2:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana isu pakutȿaka kweɗu kururamiswa munaKristu, tikawanikwa tiri ʋatadzi ʋo timene, ko Kristu waʋa mushumiri weɀiʋi here? Haiȿa!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana tichitsvaka kuti tishayirwe mhosva muna Kristu, zvikazoonekwa kuti isu pachedu tiri vatadzi, zvinoreva here kuti Kristu anosimudzira chivi? Kwete napaduku!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kana isu mukushingairira kuti tiruramiswe muna Kristu; kana iyesu pachedu towanikwa tava vatadzi, ko zvino Kristu ava honzeri yechitadzo here? Hazvisizvo, kwete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana isu pakutsvaka kwekururamiswa muna Kristu, tikawanikwa tiri vatadziwo timene, ko Kristu wava mushumiri wezvivi here? Haisva!
Shona 2009?
Zvino kana isu pakutsvaka kwedu kururamiswa munaKristu, tikawanikwa tiri vatadzivo timene, ko Kristu wava mushumiri wezvivi here? Haisva!
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana isu pakutsvaka kwekururamiswa muna Kristu, tikawanikwa tiri vatadziwo timene, ko Kristu wava mushumiri wezvivi here? Haisva!