Galatians 2:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kana ndikaʋaka ɀe iɀo ɀandamboputsa, ndinoɀiita muɗariki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana ndikavakazve chandakamboputsa, ndinoratidza kuti ndiri mudariki womurayiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kana ndava kuvakazve zvinhu zvandambopaza ndinobva ndazviita mudariki womutemo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kana ndikavakazve izvo zvandamboputsa, ndinozviita mudariki.
Shona 2009?
Nokuti kana ndikavaka zve izvo zvandamboputsa, ndinozviita mudariki.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kana ndikavakazve izvo zvandamboputsa, ndinozviita mudariki.