Galatians 2:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti nomurairo ini ndakafa kumurairo, kuti ndirarame kunaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti kubudikidza nomurayiro ndakafa kumurayiro kuitira kuti ndiraramire Mwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuno mutemo, ndakangoita somunhu akafa kwauri kuti ndiraramire Mwari. Ndakarovererwa pamuchinjikwa pamwechete naKristu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti nomurayiro ini ndakafa kumurayiro, kuti ndirarame kuna Mwari.
Shona 2009?
Nokuti nomurairo ini ndakafa kumurairo, kuti ndirarame kunaMwari,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti nomurairo ini ndakafa kumurairo, kuti ndirarame kuna Mwari.