Galatians 2:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Handikonesi nyasha dzaMŋari; nokuti kana kururamiswa kucibva kumurairo, Kristu wakafa pasina.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handikonesi nyasha dzaMwari, nokuti kana kururama kuchigona kuwanikwa nomurayiro, Kristu akafira pasina!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handisi kuramba nyasha dzaMwari nokuti kana kururamiswa kuchiitwa nomutemo Kristu akafira pasina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Handikonesi nyasha dzaMwari; nokuti kana kururamiswa kuchibva kumurayiro, Kristu akafa pasina.
Shona 2009?
Handikonesi nyasha dzaMwari nokuti kana kururamiswa kuchibva kumurairo, Kristu wakafa pasina.
Shona SUB 2002 Bible
Handikonesi nyasha dzaMwari; nokuti kana kururamiswa kuchibva kumurairo, Kristu akafa pasina.