Galatians 2:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi naTito, waiʋa neni, ari muGiriki, haanakuroʋererwa kuti adziŋgiswe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kunyange naTito, akanga aneni, haana kumanikidzwa kuti adzingiswe, kunyange zvazvo akanga ari muGiriki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange Titosi akanga aneni haana kumanikidzwa kuti adzingiswe kunyange zvazvo aiva muGiriki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi naTito, waiva neni, ari muGiriki, haana kurovererwa kuti adzingiswe;
Shona 2009?
Asi naTitosi, waiva neni, ari muGiriki, haana kurovererwa kuti adzingiswe;
Shona SUB 2002 Bible
Asi naTito, waiva neni, ari muGiriki, haana kurovererwa kuti adzingiswe;