Galatians 2:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
hatina‐kuʋatseɗukira iʋaʋa, ticiʋaterera ŋguʋa imŋe; kuti ɀokwaɗi yeEvaŋgeri irambe icigara nemi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hatina kuvapa mukana napaduku, kuitira kuti chokwadi chevhangeri chigare mamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hatina kubvuma zvavaida kunyange napaduku zvapo, tichiitira kuti chokwadi cheShoko Rakanaka chichengeterwe imi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
hatina kuvatsedukira ivava, tichivateerera kunyangwe nguva imwechete; kuti chokwadi cheVhangeri chirambe chichigara nemi.
Shona 2009?
hatina kuvatsedukira ivava, tichivateerera nguva imwe; kuti chokwadi cheevhangeri chirambe ichigara nemi.
Shona SUB 2002 Bible
hatina kuvatsedukira ivava, tichivateerera kunyangwe nguva imwechete; kuti chokwadi cheVhangeri chirambe chichigara nemi.