Galatians 2:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi iʋo ʋakati ʋaʋona kuti ini ndakapiwa Evaŋgeri kunaʋasina‐kudziŋgiswa, saPetro kunaʋakadziŋgiswa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvisinei hazvo, vakaona kuti ndakapiwa basa rokuparidza vhangeri kuvaHedheni, sezvakaitwawo Petro kuvaJudha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
asi kuti pavakaona kuti ndakapiwa basa rokuparidza Shoko Rakanaka kuna vasina kudzingiswa sezvakangoitawo Pita akapiwa basa rokuparidza Shoko Rakanaka kuna vakadzingiswa;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi ivo vakati vaona kuti ini ndakapiwa Vhangeri kuna vasina kudzingiswa, saPetirosi kuna vakadzingiswa;
Shona 2009?
asi ivo vakati vavona kuti ini ndakapiwa evhangeri kunovasina kudzingiswa, saPetro kuna vakadzingiswa;
Shona SUB 2002 Bible
asi ivo vakati vaona kuti ini ndakapiwa Vhangeri kuna vasina kudzingiswa, saPetirosi kuna vakadzingiswa;