Galatians 3:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋose ʋari ʋamaɓasa omurairo, ʋari pakutukwa; nokuti kwakanyorwa, kucinzi: Ʋakatukwa ʋose ʋasiŋgarambiri paɀinhu ɀose ɀakanyorwa mubuku yomurairo, kuti ʋaɀiite.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vose vanovimba nokuchengeta murayiro vakatukwa, nokuti kwakanyorwa kuchinzi: “Vakatukwa vose vasingarambiri pakuita zvinhu zvose zvakanyorwa muBhuku roMurayiro.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zviripo ndezvokuti vose vanovimba nezvisungo zvomutemo, vakarengererwa rushambwa nokuti zvakanyorwa zvichinzi, “Ngaawirwe norushambwa munhu wose asingarambe achichengeta zvose zvakanyorwa mubhuku romutemo achizviita.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vose vari vamabasa omurayiro, vari pakutukwa; nokuti kwakanyorwa, kuchinzi, “Vakatukwa vose vasingarambiri pazvinhu zvose zvakanyorwa mubhuku yomurayiro, kuti vazviite.”
Shona 2009?
Nokuti vose vari vamabasa omurairo, vari pakutukwa; nokuti kwakanyorwa, kuchinzi: Vakatukwa vose vasingarambiri pazvinhu zvose zvakanyorwa mubuku yomurairo, kuti vazviite.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vose vari vamabasa omurairo, vari pakutukwa; nokuti kwakanyorwa, kuchinzi, “Vakatukwa vose vasingarambiri pazvinhu zvose zvakanyorwa muBhuku yoMurairo, kuti vazviite.”