Galatians 3:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino, ɀinoʋonekwa kuti hakunomunhu unoruramiswa nomurairo pamberi paMŋari, nokuti: Wakarurama ucararama noku tenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zviri pachena kuti hapana munhu anoshayirwa mhosva nomurayiro pamberi paMwari, nokuti, “Vakarurama vachararama nokutenda.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino zviri pachena kuti hapana munhu anoruramiswa nomutemo pamberi paMwari nokuti munhu anenge akaruramiswa pamusana pechitendero achararama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino, zvinoonekwa kuti hakuna munhu anoruramiswa nomurayiro pamberi paMwari, nokuti, “Akarurama achararama nokutenda.”
Shona 2009?
Zvino, zvinovonekwa kuti hakunomunhu unoruramiswa nomurairo pamberi paMwari, nokuti: Wakarurama uchararama nokutenda.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino, zvinoonekwa kuti hakuna munhu anoruramiswa nomurairo pamberi paMwari, nokuti, “Akarurama achararama nokutenda.”