Galatians 3:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino murairo haubvi pakutenda; asi uyo wakaita ɀinhu iɀoɀi ucararama naɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murayiro hauna kuvakwa pakutenda; asi hazvo, “Munhu anoita zvinhu izvi achararama nazvo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mutemo haunei nechitendero nokuti munhu anotevedza mitemo anofanira kuraramiswa nayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino murayiro haubvi pakutenda; asi uyo akaita zvinhu izvozvi achararama nazvo.
Shona 2009?
Zvino murairo haubvi pakutenda; asi uyo wakaita zvinhu izvozvi uchararama nazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino murairo haubvi pakutenda; asi uyo akaita zvinhu izvozvi achararama nazvo.