Galatians 3:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kana nhaka icibva kumurairo, haicabvi kucipikirwa; asi Mŋari wakaipa Abrahama nokupikira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti kana nhaka ichiwanikwa nokuda kwomurayiro, naizvozvo haichawanikwi nokuda kwechipikirwa; asi Mwari nenyasha dzake akaipa kuna Abhurahama kubudikidza nechipikirwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chandinodariro ndechokuti, kana nhaka iyoyo iri yokutevedza zvomumutemo haichisiri yechitsidzo. Asi Mwari akapa kuna Abhurahamu zviri zvechitsidzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kana nhaka ichibva kumurayiro, haichabvi kuchipikirwa; asi Mwari akaipa Abhurahamu nokupikira.
Shona 2009?
Nokuti kana nhaka ichibva kumurairo, haichabvi kuchipikirwa;; asi Mwari wakaipa Abhurahamu nokupikira.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kana nhaka ichibva kumurairo, haichabvi kuchipikirwa; asi Mwari akaipa Abhurahamu nokupikira.