Galatians 3:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mureʋereri haazi womumŋe cete; asi Mŋari ndomumŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvakadaro hazvo, murevereri, haamiririri munhu mumwe chete; asi Mwari ndomumwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pano mumwechete asingadi munyai, Mwari chete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino murevereri haazi womumwechete; asi Mwari ndomumwe.
Shona 2009?
Zvino murevereri haazi womumwe chete, asi Mwari ndomumwe.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino murevereri haazi womumwechete; asi Mwari ndomumwe.