Galatians 3:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kutenda kusati kwaȿika, taiceŋgetwa pasi pomurairo, takapfigirwa nokuɗa kwokutenda kwaizoratidzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kutenda uku kusati kwasvika, takanga tiri vasungwa vomurayiro, takapfigirwa kusvikira kutenda kuchizoratidzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chitendero chisati chauya takanga takaiswa pasi pomutemo, tiri parumananzombe kusvikira chitendero chaburitswa pachena.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kutenda kusati kwasvika, taichengetwa pasi pomurayiro, takapfigirwa nokuda kwokutenda kwaizoratidzwa.
Shona 2009?
Asi kutenda kusati kwasvika, taichengetwa pasi pomurairo, takapfigirwa nokuda kokutenda kwaizoratidzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kutenda kusati kwasvika, taichengetwa pasi pomurairo, takapfigirwa nokuda kwokutenda kwaizoratidzwa.