Galatians 3:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saiɀoɀo murairo wakaŋga uri muperekedzi weɗu, kutiisa kunaKristu kuti tiruramiswe nokutenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka murayiro wakaiswa kuti utitungamirire kuna Kristu kuitira kuti tigoshayirwa mhosva nokutenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo mutemo wakanga uri mureri wedu kusvikira Kristu auya kuti tiruramiswe nechitendero.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saizvozvo murayiro wakanga uri muperekedzi wedu, kutiisa kuna Kristu kuti tiruramiswe nokutenda.
Shona 2009?
Saizvozvo murairo wakanga uri muperekedzi wedu, kutiisa kunaKristu kuti tiruramiswe nokutenda.
Shona SUB 2002 Bible
Saizvozvo murairo wakanga uri muperekedzi wedu, kutiisa kuna Kristu kuti tiruramiswe nokutenda.