Galatians 3:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana muri ʋaKristu, muri ʋana ʋaAbrahama, ʋadyi ʋenhaka seɀamakapikirwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana muri vaKristu, ipapo muri vana vaAbhurahama, uye vadyi venhaka maererano nechipikirwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kana muri vanhu vaKristu mava chizvarwa chaAbhurahamu vagari venhaka maererano nechitsidzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana muri vaKristu, muri vana vaAbhurahamu, vadyi venhaka sezvamakapikirwa.
Shona 2009?
Zvino kana muri vaKristu, muri vana vaAbhurahamu, vadyi venhaka sezvamakapikirwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana muri vaKristu, muri vana vaAbhurahamu, vadyi venhaka sezvamakapikirwa.