Galatians 3:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makatambudzika ɀikuru mukaɗai pasina here? Kana ɀaiʋa pasina haɀo!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makatambudzika zvakadai pasina here, dai zvakanga zviri pasina?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kutambudzika kose uku makatambudzikira pasina here? Kana kunganzi chaizvoizvowo kutambudzikira pasina,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makatambudzika zvikuru mukadai pasina here? Kana zvaiva pasina hazvo!
Shona 2009?
Makatambudzika zvikuru mukadai pasina here? Kana zvaiva pasina hazvo!
Shona SUB 2002 Bible
Makatambudzika zvikuru mukadai pasina here? Kana zvaiva pasina hazvo!