Galatians 3:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abrahama seɀaakatenda kunaMŋari, kukanzi kwaari ndiko kururama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Fungai Abhurahama kuti, “Akatenda Mwari, uye zvikanzi kwaari ndiko kururama.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhurahamu akatenda muna Mwari zvikamupa kunzi akarurama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhurahamu sezvaakatenda kuna Mwari, kukanzi kwaari ndiko kururama.
Shona 2009?
Abhurahamu sezvaakatenda kunaMwari kukanzi kwaari ndiko kururama.
Shona SUB 2002 Bible
Abhurahamu sezvaakatenda kuna Mwari, kukanzi kwaari ndiko kururama.