Galatians 3:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ziʋai kuti ʋokutenda ndiʋo ʋana ʋaAbrahama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nzwisisai zvino, kuti avo vanotenda ndivo vana vaAbhurahama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo munozvionawo kuti vanhu vechitendero ndivo vana vaAbhurahamu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zivai kuti vokutenda ndivo vana vaAbhurahamu.
Shona 2009?
Naizvozvo zivai kuti vokutenda ndivo vana vaAbhurahamu.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zivai kuti vokutenda ndivo vana vaAbhurahamu.