Galatians 3:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋokutenda ʋanoropafadzwa pamŋe cete naAbrahama, wakatenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka avo vanokutenda ndivo vakaropafadzwa pamwe chete naAbhurahama, murume wokutenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo vanhu vechitendero vanokomborerwa pamwechete naAbhurahamu aiva nechitendero.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo vokutenda vanoropafadzwa pamwechete naAbhurahamu, akatenda.
Shona 2009?
Naizvozvo vokutenda vanoropafadzwa pamwe chete naAbhurahamu, wakatenda.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo vokutenda vanoropafadzwa pamwechete naAbhurahamu, akatenda.