Galatians 4:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndinoti, mudyi wenhaka, kana aciri mŋana, haatoŋgosiyani nomuranda, kunyaŋge ari ishe waɀose;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvandinoreva ndezvokuti kana mudyi wenhaka achiri mwana, haana kusiyana nenhapwa, kunyange hazvo ari muridzi wezvinhu zvose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino ndinoti mugari wenhaka paanenge chete achiri mwana muduku, haana zvaanosiyana nomuranda nyangwe zvazvo ari iye muridzi wezvinhu zvenhaka zvose izvozvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndinoti, mudyi wenhaka, kana achiri mwana, haatongosiyani nomuranda, kunyange ari ishe wazvose;
Shona 2009?
Zvino ndinoti, mudyi wenhaka, kana achiri mwana, haatongosiyani nomuranda, kunyange ari ishe wazvose;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndinoti, mudyi wenhaka, kana achiri mwana, haatongosiyani nomuranda, kunyangwe ari ishe wazvose;