Galatians 4:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinotya pamsoro penyu, kuti ɀimŋe ndakaɓate‐ɓasa kwamuri pasina.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinotya nokuda kwenyu, zvokuti ndinenge ndakatambisa simba rangu pamusoro penyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga ndinokaronge ndakashandira pasina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinotya pamusoro penyu, kuti zvimwe ndakabata basa kwamuri pasina.
Shona 2009?
Ndinotya pamusoro penyu, kuti zvimwe ndakabate-basa kwamuri pasina.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinotya pamusoro penyu, kuti zvimwe ndakabata basa kwamuri pasina.