Galatians 4:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino munoziʋa kuti ndakakuparidzirai Evaŋgeri pakutaŋga nokuɗa kwokurwara panyama;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sezvamunoziva imi, kuti nokuda kwourwere ndakatanga kuparidza vhangeri kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
sezvamunongozivawo kuti pamusana pezvaindirwadza munyama'mu zvakaita kuti ndiparidze Shoko Rakanaka kwamuri pakutanga paya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino munoziva kuti ndakakuparidzirai Vhangeri pakutanga nokuda kwokurwara panyama;
Shona 2009?
zvino munoziva kuti ndakakuparidzirai evhangeri pakutanga nokuda kokurwara panyama;
Shona SUB 2002 Bible
zvino munoziva kuti ndakakuparidzirai Vhangeri pakutanga nokuda kwokurwara panyama;