Galatians 4:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaŋgu ʋaɗuku, ʋandinotamburira ɀe kuɓereka, kuȿikira Kristu aʋumbga mukati menyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vana vangu vanodikanwa, vandinotamburirazve pakubereka kusvikira Kristu aumbwa mamuri,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanangu, ndinorwadziwazve saamai vave panguva yokuda kusununguka kusvikira Jesu aumbwa mamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vangu vaduku, vandinotamburirazve kubereka, kusvikira Kristu aumbwa mukati menyu.
Shona 2009?
Vana vangu vaduku, vandinotamburira zve kubereka, kusvikira Kristu avumbwa mukati menyu.
Shona SUB 2002 Bible
Vana vangu vaduku, vandinotamburirazve kubereka, kusvikira Kristu aumbwa mukati menyu.