Galatians 4:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndaiɗa kuti ndiʋe nemi ɀino, ndishandure inzwi raŋgu; nokuti ndinokaŋganiswa nokuɗa kwenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ndaida sei kuti ndive nemi zvino uye ndishandure inzwi rangu, nokuti ndiri kukanganisika nokuda kwenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodisa chaizvo kuti dai ndanga ndiinemi iye zvino. Ndaibva ndasandura maitiro andiri kuita, nokuti ndiri kushaya kuti ndokutaurirai ndichiti kudii.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndaida kuti ndive nemi zvino, ndishandure izwi rangu; nokuti ndinokanganiswa nokuda kwenyu.
Shona 2009?
Ndaida kuti ndive nemwi zvino, ndishandure inzwi rangu; nokuti ndinokanganiswa nokuda kwenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndaida kuti ndive nemi zvino, ndishandure izwi rangu; nokuti ndinokanganiswa nokuda kwenyu.