Galatians 4:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kwakanyorwa kuti Abrahama wakaŋga anaʋanakomana ʋaʋiri, mumŋe womurandakadzi, mumŋe womukadzi wakasunuŋguka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti kwakanyorwa kuti Abhurahama akanga ana vanakomana vaviri, mumwe nomukadzi woutapwa uye mumwe nomukadzi akasununguka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti zvakanyorwa kuti Abhurahamu akanga aina vanakomana vaviri. Mumwe akamubereka nomuranda, mumwe akamubereka nomudzimai asiri muranda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kwakanyorwa kuti Abhurahamu akanga ana vanakomana vaviri, mumwe womurandakadzi, mumwe womukadzi akasununguka.
Shona 2009?
Nokuti kwakanyorwa kuti Abhurahamu wakanga anavanakomana vaviri, mumwe womurandakadzi, mumwe womukadzi wakasununguka.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kwakanyorwa kuti Abhurahamu akanga ana vanakomana vaviri, mumwe womurandakadzi, mumwe womukadzi akasununguka.