Galatians 4:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino womurandakadzi wakaɓerekwa nenzira yenyama; asi womukadzi wakasunuŋguka wakaɓerekwa seɀaakapikirwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwanakomana wake womukadzi mutapwa akaberekwa nenzira yenyama; asi mwanakomana wake womukadzi akasununguka akaberekwa nokuda kwechipikirwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwana womuranda akaberekwa sezvinongoitwawo chero munhu. Mwana womusununguki akaberekwa nokuda kwechitsidzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino womurandakadzi akaberekwa nenzira yenyama; asi womukadzi akasununguka akaberekwa sezvaakapikirwa.
Shona 2009?
Zvino womurandakadzi wakaberekwa nenzira yenyama; asi womukadzi wakasununguka wakaberekwa sezvaakapikirwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino womurandakadzi akaberekwa nenzira yenyama; asi womukadzi akasununguka akaberekwa sezvaakapikirwa.