Galatians 4:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino Agari ndiro gomo reSina muArabia, rakaenzana neJerusarema raɀino; nokuti uri paʋuranda iye naʋana ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Hagari anomirira Gomo reSinai muArabhia uye rakaenzana neguta reJerusarema razvino, nokuti riri pautapwa navana varo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Hagari ndiro gomo reSinai kuArabhia. Rinomirira guta reJerusaremu riripo nhasi uno nokuti riri muuranda pamwechete navana varo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino Agari ndiro gomo reSina muArabhia, rakaenzana neJerusaremu razvino; nokuti uri muuranda iye navana vake.
Shona 2009?
zvino Agari ndiro gomo reSinai muArAbhiya, rakaenzana neJerusarema razvino nokuti uri pavuranda iye navana vake
Shona SUB 2002 Bible
zvino Agari ndiro gomo reSinai muArabhia, rakaenzana neJerusaremu razvino; nokuti uri muuranda iye navana vake.