Galatians 4:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Rugwaro runotiyiko? Dziŋga murandakadzi nomŋanakomana wake; nokuti mŋanakomana womurandakadzi haaŋgadyi nhaka pamŋe cete nomŋanakomana wowakasunuŋguka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Rugwaro runoti kudiniko? “Dzinga murandakadzi nomwanakomana wake, nokuti mwanakomana womurandakadzi haangatongogovani nhaka nomwanakomana womukadzi akasununguka.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko Magwaro Matsvene anoti kudiiko? Anoti dzinga mukadzi muranda nemwana wake nokuti mwana womuranda haafaniri kudya nhaka nomwana womukadzi wakasununguka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Rugwaro runotiiko? “Dzinga murandakadzi nomwanakomana wake; nokuti mwanakomana womurandakadzi haangadyi nhaka pamwechete nomwanakomana wowakasununguka.”
Shona 2009?
Asi Rugwaro runotiyiko? Dzinga murandakadzi nomwanakomana wake; nokuti mwanakomana womurandakadzi haangadyi nhaka pamwe chete nomwanakomana wowakasununguka.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Rugwaro runotiiko? “Dzinga murandakadzi nomwanakomana wake; nokuti mwanakomana womurandakadzi haangadyi nhaka pamwechete nomwanakomana wowakasununguka.”