Galatians 4:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti adzikinure ʋari pasi pomurairo, kuti tipiwe ʋumŋana bgeɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti adzikinure avo vari pasi pomurayiro, kuti tigamuchire kodzero yakazara yavanakomana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti anunure vanhu vakanga vari pasi pomutemo kuti tiwane nhaka savana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti adzikinure vari pasi pomurayiro, kuti tipiwe umwana hwedu.
Shona 2009?
kuti adzikinure vari pasi pomurairo, kuti tipiwe vumwana bwedu.
Shona SUB 2002 Bible
kuti adzikinure vari pasi pomurairo, kuti tipiwe umwana hwedu.