Galatians 4:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka iwe hauciri muranda, asi mŋanakomana; kana waʋa mŋanakomana, waʋa mudyi wenhaka naMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka hauchisiri nhapwa, asi mwanakomana; uye sezvo uri mwanakomana, Mwari akakuitawo mudyi wenhaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nezvo nokuna Mwari, hauchisiri muranda, wava mwana. Zvino kana uri mwana naizvozvo uri mugari wenhaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka iwe hauchiri muranda, asi mwanakomana, kana wava mwanakomana, wava mudyi wenhaka naMwari.
Shona 2009?
Saka iwe hauchiri muranda, asi mwanakomana; kana wava mwanakomana, wava mudyi wenhaka yaMwari muna Kristu.
Shona SUB 2002 Bible
Saka iwe hauchiri muranda, asi mwanakomana, kana wava mwanakomana, wava mudyi wenhaka naMwari.