Galatians 5:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kristu wakatisunuŋgura kuti tiʋe ʋakasunuŋguka; naiɀoɀo mirai nesimba, murege kusuŋgwa ɀe nejoko roʋuranda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kristu akatisunungura kuti tive vakasununguka. Zvino, mirai nesimba, uye murege kuzviremedza zvakare nejoko routapwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kristu chaakatisunungurira kuti tive vanhu vakasununguka, nokudaro mirai zvakasimba murege kuzvipinzazve mujoko rouranda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kristu akatisunungura kuti tive vakasununguka; naizvozvo mirai nesimba, murege kusungwazve nejoko rouranda.
Shona 2009?
Kristu wakatisunungura kuti tive vakasununguka; naizvozvo mirai nesimba, murege kusungwa zve nejoko rovuranda.
Shona SUB 2002 Bible
Kristu akatisunungura kuti tive vakasununguka; naizvozvo mirai nesimba, murege kusungwazve nejoko rouranda.