Galatians 5:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinotenda pamsoro penyu munaShe, kuti hamuŋgatoŋgoraŋgariri cimŋe cinhu; asi uyo, unokupesanisai ucafanira hake kutoŋgwa, kunyaŋge ari aninani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinovimba muna She kuti hamuchazogamuchiri dzimwe pfungwa. Iyeye anokunyonganisai achazviripira mhaka, yake angava ani zvake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muna Tenzi kudai ndinovimba kuti imi hamuzovi nedzimwe pfungwa dzinosiyana nedzangu uye kuti iye ari kukushushai achawana mubayiro wake, kunyange ari ani zvake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinotenda pamusoro penyu muna Ishe, kuti hamungatongorangariri chimwe chinhu; asi uyo, anokupesanisai achafanira hake kutongwa, kunyange ari ani naani.
Shona 2009?
Ndinotenda pamusoro penyu munaShe, kuti hamungatongorangariri chimwe chinhu; asi uyo, unokupesanisai uchafanira hake kutongwa, kunyange ari aninani.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinotenda pamusoro penyu muna Ishe, kuti hamungatongorangariri chimwe chinhu; asi uyo, anokupesanisai achafanira hake kutongwa, kunyangwe ari ani naani.