Galatians 5:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ini, hama dzaŋgu, kana ndiciparidza kuti ʋanhu ʋadziŋgiswe, ndinoramba ndicitambudzwa neiko? Naiɀoɀo kugumbusa kwomucinjikwa kwabviswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hama dzangu, kana ndichiri kuparidza nezvokudzingiswa, ko, ndichiri kutambudzirwei hangu? Naizvozvo kugumbusa kwomuchinjikwa kwabviswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hama, kana ndichiri kuparidza zvedzingiso, chandiri kushushirwa chitendero chii? Kana zvakadaro kugumbura kunoita muchinjikwa kunobva kwabviswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ini, hama dzangu, kana ndichiparidza kuti vanhu vadzingiswe, ndinoramba ndichitambudzwa neiko? Naizvozvo kugumbusa kwomuchinjikwa kwabviswa.
Shona 2009?
Asi ini, hama dzangu, kana ndichiparidza kuti vanhu vadzingiswe, ndinoramba ndichitambudzwa neiko? Naizvozvo kugumbusa komuchinjikwa kwabviswa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi ini, hama dzangu, kana ndichiparidza kuti vanhu vadzingiswe, ndinoramba ndichitambudzwa neiko? Naizvozvo kugumbusa kwomuchinjikwa kwabviswa.